Johane 13:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti wakaŋga aciziʋa uyo waizomupandukira, saka akati: Hamuna‐kunaka mose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti akanga achiziva uyo aizomupandukira saka akati, “Hamuna kunaka mose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti aiziva kuti ndiani aizomupandukira, ndokusaka akati, havasi vose vakanga vakachena. Viz kapitola |