Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Ɀino Jesu akaɗana, akati: Unotenda kwandiri, haatendi kwandiri, asi kunowakandituma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Zvino Jesu akadana, akati, “Anotenda kwandiri, haatendi kwandiri, asi kune akandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Jesu akadaidzira achiti, “Anodavira mandiri haadaviri mandiri asi muna iye akandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Jesu akadaidzira achiti, “Anodavira mandiri haadaviri mandiri asi muna iye akandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Ipapo Jesu akadanidzira akati, “Munhu anenge achitenda kwandiri, haatendi kwandiri bedzi, asiwo nokuna iye akandituma.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy