Johane 12:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 nokuti ʋakaŋga ʋaciɗa kukudzwa naʋanhu kupfuʋura kukudzwa naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 nokuti vakanga vachida kukudzwa navanhu kupfuura kukudzwa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Chikonzero chacho chaiva chokuti vaida kurumbidzwa navanhu kupinda kurumbidzwa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Chikonzero chacho chaiva chokuti vaida kurumbidzwa navanhu kupinda kurumbidzwa naMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 nokuti vaida kukudzwa kunobva kuvanhu kupfuura kukudzwa kunobva kuna Mwari. Viz kapitola |