Johane 12:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Isaya wakareʋa iɀoɀi, nokuti wakaʋona kubginya kwake; akamureʋa iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Isaya akareva izvozvi, nokuti akaona kubwinya kwake; akamureva iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Isaya akataura izvi nokuti akaona mbiri yake akataura nezvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Isaya akataura izvi nokuti akaona mbiri yake akataura nezvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Isaya akataura izvi nokuti akaona kubwinya kwaJesu uye akataura nezvake. Viz kapitola |