Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 kuti shoko romuprofita Isaya riitike, raakareʋa, aciti: Ishe, ndianiko wakatenda caʋakanzwa kwatiri? Noruʋoko rwaShe rwakaratidzwa kunaniko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 kuti shoko romuporofita Isaya riitike, raakareva, achiti, “Ishe, ndianiko akatenda chavakanzwa kwatiri? Noruoko rwaIshe rwakaratidzwa kuna aniko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Uku kwaiva kuzadziswa kweshoko raIsaya muprofita raakareva achiti: “Ishe, ndianiko akatenda shoko redu, uye ruoko rwaShe rwakaratidzwa kuna aniko?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy