Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Mucineciedza, tendai kuciedza, mugoitwa ʋana ʋeciedza. Jesu wakareʋa iɀoɀi, akabva, akaɀiʋanza kwaʋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 “Muchine chiedza, tendai kuchiedza, mugoitwa vana vechiedza.” Jesu akareva izvozvi, akabva, akazvivanza kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Vimbai nechiedza muchinacho, kuti mugova vanakomana vechiedza.” Akati apedza kutaura zvinhu izvi, Jesu akabvapo akazvivanza kwavari.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy