Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ciedza cici’po pakati penyu ciŋguʋa ciɗuku. Fambai mucineciedza, kuti murege kukundwa nerima; unofamba murima haaziʋi kwaanoenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ipapo Jesu akati kwavari, “Chiedza chichipo pakati penyu chinguva chiduku. Fambai muchine chiedza, kuti murege kukundwa nerima; anofamba murima haazivi kwaanoenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Jesu akavati, “Mwenje uchinemi kwechinguvana fambai muchine mwenje iwoyo kudai, mungadaro mukawirwa nerima. Anofamba murima haazivi kwaanoenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Jesu akavati, “Mwenje uchinemi kwechinguvana fambai muchine mwenje iwoyo kudai, mungadaro mukawirwa nerima. Anofamba murima haazivi kwaanoenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Ipapo Jesu akati kwavari, “Muchava nechiedza kwechinguva chiduku. Fambai muchine chiedza, rima risati rasvika. Munhu anofamba murima haazivi kwaanoenda.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy