Johane 12:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Wakareʋa iɀoɀi, aciratidza kufa, kwaaizofa nako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Wakareva izvozvi, achiratidza kufa, kwaaizofa nako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Akataura izvi achiratidza rufu rwaaizofa narwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Akataura izvi achiratidza rufu rwaaizofa narwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Akareva izvi kuti aratidze mafiro aaizoita. Viz kapitola |