Johane 12:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndicakweʋera ʋose kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndichakwevera vose kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iniwo kana ndarembedzwa pamusoro payo nyika, ndichakwezvera vanhu vose kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Iniwo kana ndarembedzwa pamusoro payo nyika, ndichakwezvera vanhu vose kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi ini, pandinenge ndasimudzwa kubva panyika ino, ndichakwevera vanhu vose kwandiri.” Viz kapitola |