Johane 12:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 iʋo ʋakaʋuya kunaFiripo weBetsaida reGarirea, ʋakakumbira kwaari, ʋaciti: Ishe, tinoɗa kuʋona Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 ivo vakauya kuna Firipi weBhetisaidha reGariria, vakakumbira kwaari, vachiti, “Ishe, tinoda kuona Jesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ivava vakaenda kuna Firipi aibva kuBhetisaidha muGarirea vakati kwaari, “Changamire tinodawo kuona Jesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ivava vakaenda kuna Firipi aibva kuBhetisaidha muGarirea vakati kwaari, “Changamire tinodawo kuona Jesu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakauya kuna Firipi, uyo akanga achibva kuBhetisaidha muGarirea, vaine chikumbiro. Vakati, “Ishe, tinoda kuona Jesu.” Viz kapitola |