Johane 12:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ʋaFarise ʋakataurirana, ʋaciti: Munoʋona henyu kuti hamugoni cinhu; tarirai, nyika yose yamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo vaFarisi vakataurirana, vachiti, “Munoona henyu kuti hamugoni chinhu; tarirai, nyika yose yamutevera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaFarisei vakataurirana kuti, “Chitarisaika muone. Hapana chamunombogona kuita. Onai nyika yotomutevera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 VaFarisei vakataurirana kuti, “Chitarisaika muone. Hapana chamunombogona kuita. Onai nyika yotomutevera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka vaFarisi vakataurirana vakati, “Onai, hakuna kwatinosvika nazvo izvi. Tarirai kuti nyika inomutevera sei!” Viz kapitola |