Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Saka ʋazhinji ʋakamuciŋgamidza ʋo, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa, kuti wakaita ciratidzo iceco.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Saka vazhinji vakamuchingamidzawo, nokuti vakanga vanzwa, kuti akaita chiratidzo ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Chakaendera chikwata ichocho kundomuchingura, ndechokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Chakaendera chikwata ichocho kundomuchingura, ndechokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vanhu vazhinji vakabuda kundosangana naye nokuda kwokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichi.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy