Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino aʋa maŋgwana ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, ʋakaŋga ʋaʋuya kumutambo, ʋakati ʋanzwa kuti Jesu woʋuya Jerusarema,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino ava mangwana vanhu vazhinji-zhinji, vakanga vauya kumutambo, vakati vanzwa kuti Jesu auya Jerusaremu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zuva ramangwana racho gungano guru ravanhu rakanga rauya kuzuva guru rakanzwa kuti Jesu ari kuuya kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zuva ramangwana racho gungano guru ravanhu rakanga rauya kuzuva guru rakanzwa kuti Jesu ari kuuya kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zuva rakatevera ungano huru yavanhu vakanga vauya kuMutambo yakanzwa kuti Jesu akanga ari munzira achiuya kuJerusarema.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy