Johane 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jesu akapindura, akati: Ŋguʋa hadzizi gumi nembiri pazuʋa here? Kana munhu acifamba masikati, haagumburwi, nokuti unoʋona ciedza cenyika ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jesu akapindura, akati, “Nguva hadzisi gumi nembiri pazuva here? Kana munhu achifamba masikati, haagumburwi, nokuti anoona chiedza chenyika ino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akapindura achiti, “Handiti zuva rina maawa gumi namaviri here? Aninani anofamba masikati haagumburwi nokuti anenge achiona chiedza chapasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akapindura achiti, “Handiti zuva rina maawa gumi namaviri here? Aninani anofamba masikati haagumburwi nokuti anenge achiona chiedza chapasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jesu akapindura akati, “Ko, nguva hadzizi gumi nembiri pazuva here? Munhu anofamba masikati haagumburwi, nokuti anoona nechiedza chenyika ino. Viz kapitola |