Johane 11:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Rabi, ʋaJuda ʋakaŋga ʋacikutȿakai ikoɀino, kuti ʋakutakei namabge; ɀino moenda ɀe ikoko here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vadzidzi vakati kwaari, “Rabhi, vaJudha vakanga vachikutsvakai ikozvino, kuti vakutakei namabwe; zvino moendazve ikoko here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vadzidzi vake vakamuti, “Rabhi vaJudha vaida kutokutakai namabwe, ko zvino modzokerazve here ikoko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vadzidzi vake vakamuti, “Rabhi vaJudha vaida kutokutakai namabwe, ko zvino modzokerazve here ikoko?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakati kwaari, “Asika Rabhi, nguva pfupi ichangopfuura, vaJudha vakanga vachiedza kukutakai namabwe, zvino munoda kudzokerazve ikoko here?” Viz kapitola |