Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino wakati anzwa kuti unorwara, akambogara mazuʋa maʋiri paakaŋga ari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino akati anzwa kuti anorwara, akambogara mazuva maviri paakanga ari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi paakanzwa kuti Razaro akanga achirwara, akagara paakanga ari kwamamwe mazuva maviri.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy