Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:55 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Ɀino paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo, ʋanhu ʋazhinji ʋenyika iyo ʋakakwira Jerusarema, paseka isati yaȿika, kuti ʋaɀinatse.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Zvino Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo, vanhu vazhinji venyika iyo vakakwira Jerusaremu, Pasika isati yasvika, kuti vazvinatse.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Izvozvo Pasika yavaJudha yakanga yava kusvika saka vanhu vazhinji vaibva kumaruwa vachikwira kuJerusaremu pasika isati yasvika vachindozvichenura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 Izvozvo Pasika yavaJudha yakanga yava kusvika saka vanhu vazhinji vaibva kumaruwa vachikwira kuJerusaremu pasika isati yasvika vachindozvichenura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

55 Pasika yavaJudha yakati yoswedera, vazhinji vaibva munyika iyo vakakwidza kuJerusarema kuti vandozvinatsa Pasika isati yasvika.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:55

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy