Johane 11:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ɀino kubva pazuʋa iro ʋakaraŋgana, kuti ʋamuʋuraye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Zvino kubva pazuva iro vakarangana, kuti vamuuraye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Saizvozvo kubvira pazuva iroro vakarangana kuti vangamuuraye sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Saizvozvo kubvira pazuva iroro vakarangana kuti vangamuuraye sei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Saka kubva pazuva iroro zvichienda mberi, vakarangana kumuuraya. Viz kapitola |