Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Asi ʋamŋe ʋaʋo ʋakaenda kuʋaFarise, ʋakandoʋaʋudza ɀakaŋga ɀaitwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisi, vakandovaudza zvakanga zvaitwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisi vakavaudza zvakanga zvaitwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy