Johane 11:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino hanɀadzi dzake dzakatuma shoko kwaari, dziciti: Ishe, tarirai uyo unodikanwa nemi unorwara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino hanzvadzi dzake dzakatuma shoko kwaari, dzichiti, “Ishe, tarirai uyo anodikanwa nemi anorwara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hanzvadzi dzake dzakatuma shoko rokuti, “Tenzi mudikanwi wenyu kuno warwara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Hanzvadzi dzake dzakatuma shoko rokuti, “Tenzi mudikanwi wenyu kuno warwara.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka hanzvadzi dzake dzakatuma shoko kuna Jesu, dzikati, “Ishe, uya wamunoda ari kurwara.” Viz kapitola |