Johane 11:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mumŋe nomumŋe uri mupenyu, unotenda kwandiri, haaŋgatoŋgofi. Unotenda iɀoɀo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 uye ani naani anorarama uye anotenda mandiri haangatongofi. Unotenda here izvi?” Viz kapitola |