Johane 11:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Marta akati kwaari: Ndinoziʋa kuti ucamuka ɀe pakumuka nezuʋa rokupedzisira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka nezuva rokupedzisira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Marita akati, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka kwezuva rokupedzisira.” Viz kapitola |