Johane 11:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Marta akati kunaJesu: Ishe, ɗai maiʋa pano, hanɀadzi yaŋgu iŋgaɗai isina‐kufa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Marita akati kuna Jesu, “Ishe, dai maiva pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Marita akati kuna Jesu, “Tenzi dai makanga muri pano hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Marita akati kuna Jesu, “Tenzi dai makanga muri pano hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Marita akati kuna Jesu, “Ishe, dai maiva pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. Viz kapitola |