Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ʋazhinji ʋaʋaJuda ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMarta naMaria, kuti ʋaʋaɓate ruʋoko pamsoro pehanɀadzi yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuna Marita naMaria, kuti vavabate ruoko pamusoro pehanzvadzi yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 uye vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuti vazovanyaradza pakurasikirwa kwavo nehanzvadzi yavo.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy