Johane 11:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Tomasi, wainzi Didimo, akati kunaʋamŋe ʋadzidzi: Hendei nesu ʋo, kuti tindofa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Tomasi, ainzi Dhidhimo, akati kuna vamwe vadzidzi, “Hendei nesuo, kuti tindofa naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Tomasi Dhidhimo akati kuvadzidzi vose, “Ngatiendei, kuti tinofawo naye.” Viz kapitola |