Johane 11:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndiɀoɀo ɀaakareʋa, akazoti kwaʋari: Razaro, hama yeɗu, waʋata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ndizvozvo zvaakareva, akazoti kwavari, “Razaro, hama yedu, avata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akataura izvi ndokubva ati, “Shamwari yedu Razaro yakotsira asi ndinoenda kundomumutsa muhope.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akataura izvi ndokubva ati, “Shamwari yedu Razaro yakotsira asi ndinoenda kundomumutsa muhope.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akati ataura izvi, akaenderera mberi achiti kwavari, “Shamwari yedu Razaro avata; asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa.” Viz kapitola |