Johane 11:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi kana munhu acifamba ʋusiku, unogumburwa, nokuti hakuneciedza maari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi kana munhu achifamba usiku, anogumburwa, nokuti hakuna chiedza maari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi munhu anofamba murima anoguhunwa nokuti maari hamuna mwenje.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi munhu anofamba murima anoguhunwa nokuti maari hamuna mwenje.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Anogumburwa paanenge achifamba usiku, nokuti haana chiedza.” Viz kapitola |