Johane 10:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋose ʋakanditaŋgira kuʋuya, imbava namakororo, asi makwai haana‐kuʋanzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vose vakanditangira kuuya, imbavha namakororo, asi makwai haana kuvanzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vose vakanditangira dzaiva mbavha namakororo asi hwai hadzina kuvateerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vose vakanditangira dzaiva mbavha namakororo asi hwai hadzina kuvateerera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vose vakanditangira vaiva mbavha namakororo, asi makwai haana kuvanzwa. Viz kapitola |