Johane 10:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Murindi womukoʋa unomuzarurira iye, makwai anonzwa inzwi rake, unoɗana makwai ake namazita awo, nokuaperekedzera kunze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Murindi womusuo anomuzarurira iye, makwai anonzwa izwi rake, anodana makwai ake namazita awo, nokuaperekedzera kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muchengeti wapasuo guru, anomuzarurira musuo; uye hwai dzinonzwa izwi rake. Anodaidza hwai dzake namazita achidzitungamirira kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muchengeti wapasuo guru, anomuzarurira musuo; uye hwai dzinonzwa izwi rake. Anodaidza hwai dzake namazita achidzitungamirira kunze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Murindi anomuzarurira musuo, uye makwai anonzwa inzwi rake. Anodana makwai ake nezita agoatungamirira kunze. Viz kapitola |