Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀandakapiwa naƂaɓa ʋaŋgu ɀikuru kuneɀose; hakunomunhu uŋgaabvuta muruʋoko rwaƂaɓa ʋaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu.

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy