Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋamŋe ʋakati: Mashoko awa haati ari omunhu wakaɓatwa nomŋeya wakaipa; ko mŋeya wakaipa uŋgagona kuȿinudza meso amapofu here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vamwe vakati, “Mashoko awa haati ari omunhu akabatwa nomweya wakaipa; ko mweya wakaipa ungagona kusvinudza meso amapofu here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vamwewo vakati, “Uku hakusi iko kutaura kwomunhu ane Mweya wakaipa. Mweya wakaipa ungazarure maziso ebofu here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vamwewo vakati, “Uku hakusi iko kutaura kwomunhu ane Mweya wakaipa. Mweya wakaipa ungazarure maziso ebofu here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi vamwe vakati, “Aya haangavi mashoko omunhu ane dhimoni. Ko, dhimoni ringasvinudza meso ousingaoni here?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy