Johane 10:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ƃaɓa seɀaʋanondiziʋa, neni ndiciziʋa Ƃaɓa; ndinorashira makwai aŋgu ʋupenyu bgaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Baba sezvavanondiziva, neni ndichiziva baba; ndinorashira makwai angu hupenyu hwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 sokundiziva kunoita Baba, iniwo ndinoziva Baba, ndokusaka ndichiparadza upenyu hwangu kuitira hwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 sokundiziva kunoita Baba, iniwo ndinoziva Baba, ndokusaka ndichiparadza upenyu hwangu kuitira hwai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Baba sezvavanondiziva uye neni ndichiziva Baba, uye ndinorasira makwai angu upenyu hwangu. Viz kapitola |