Johane 10:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 unotiza, ɀaari muranda; haanehanya namakwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 anotiza, zvaari muranda; haana hanya namakwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Anotiza nokuti muronzerwi chete uye haana hanya nehwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Anotiza nokuti muronzerwi chete uye haana hanya nehwai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Munhu uyu anotiza nokuti mushandi zvake uye haana hanya namakwai. Viz kapitola |