Johane 10:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mbava inoŋgoʋuya, kuti iɓe nokuʋuraya nokuparadza. Ini ndakaʋuya, kuti aʋe noʋupenyu, ʋuye aʋe nobgakawanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mbavha inongouya, kuti ibe nokuuraya nokuparadza. Ini ndakauya, kuti ave noupenyu, uye ave nohwakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mbavha inouya chete kuzoba, nokuzouraya nokuparadza, ini ndakauya kuti vanhu vawane upenyu, uye kuti vawane upenyu huzere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mbavha inouya chete kuzoba, nokuzouraya nokuparadza, ini ndakauya kuti vanhu vawane upenyu, uye kuti vawane upenyu huzere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mbavha inongouya kuzoba nokuuraya nokuparadza; ini ndakauya kuti ave noupenyu, uye ave nohwakazara. Viz kapitola |