Johane 1:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Jesu akaʋona Natanaeri aciʋuya kwaari, akamuti: Tarirai, muIsraeri waɀokwaɗi, usinokunyeŋgera maari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Jesu akaona Nataneri achiuya kwaari, akamuti, “Tarirai, muIsiraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Jesu akati achiona Natanieri achiuya, akati kwaari, “Houno muIsraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.” Viz kapitola |