Johane 1:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 akatarisisa Jesu acifamba, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!” Viz kapitola |