Johane 1:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Johane akapupura, akati: Ndakaʋona Mŋeya aciɓuruka kuɗeŋga senjiʋa, akagara pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Johani akapupura, akati, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akagara pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ipapo Johani akapupura uchapupu uhu achiti, “Ndakaona mweya achiburuka kubva kudenga akaita senjiva akamhara pamusoro pake. Viz kapitola |