Johane 1:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Aʋa maŋgwana wakaʋona Jesu aciʋuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari, rinobvisa ɀiʋi ɀenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Chifume chamangwana Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarirai, Gwayana raMwari, rinobvisa chivi chenyika! Viz kapitola |