Online Bible

- Reklamy -




Johane 1:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Uku ndiko kupupura kwaJohane, musi ʋaJuda ʋakatumira kwaari ʋaprista naʋaRevi, ʋacibva Jerusarema, kundomubvunza, kuti: Iwe ndiwe aniko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Uku ndiko kupupura kwaJohani, musi vaJudha vakatumira kwaari vapristi navaRevhi, vachibva Jerusaremu, kundomubvunza, kuti, “Iwe ndiwe aniko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Uhu ndihwo uchapupu hwaJohani, vaJudha pavakatuma vapristi navaRevhi kwaari vachibva kuJerusaremu kundomubvunza kuti: “Ndiwe ani?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Uhu ndihwo uchapupu hwaJohani, vaJudha pavakatuma vapristi navaRevhi kwaari vachibva kuJerusaremu kundomubvunza kuti: “Ndiwe ani?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Zvino uku ndiko kwaiva kupupura kwaJohani vaJudha veJerusarema pavakatuma vaprista navaRevhi kuti vanomubvunza kuti iye aimbova ani.

Viz kapitola kopírovat




Johane 1:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy