Johane 1:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakaŋga ari panyika, asi nyika haina‐kumuziʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva. Viz kapitola |