Online Bible

- Reklamy -




Joere 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 tarirai, ndicaʋamutsa panɀimbo kwamakandoʋateŋgesa, ndidzosere pamisoro yenyu ɀamakaita;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 tarirai, ndichavamutsa panzvimbo kwamakandovatengesa, ndidzosere pamisoro yenyu zvamakaita;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Tarirai, ini ndichavamutsa kubva kunzvimbo dzamakavatengesera, uye ndichadzosera pamisoro yenyu chaiyo zvamakaita.

Viz kapitola kopírovat




Joere 3:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy