Joere 2:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanomhanya saʋanhu ʋanesimba, ʋanokwira ruȿiŋgo saʋarwi, ʋanofamba mumŋe nomumŋe nenzira yake, haʋatoŋgotsauki pamisara yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vanomhanya savanhu vane simba, vanokwira rusvingo savarwi, vanofamba mumwe nomumwe ninzira yake, havatongotsauki pamisara yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Savarwi chaivo, dzavakutanga kurwisa; savarwi, madziro chairo dzinoati karakata kukwira, dzinofamba imwe neimwe yakati tande nenzira yayo dzisingatsauki gwara radzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Savarwi chaivo, dzavakutanga kurwisa; savarwi, madziro chairo dzinoati karakata kukwira, dzinofamba imwe neimwe yakati tande nenzira yayo dzisingatsauki gwara radzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dzinorwisa samauto; dzinokwira madziro savarwi. Dzinofamba dzakateverana dzisingatsauki padzakananga napo. Viz kapitola |