Joere 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Pakuʋonekwa kwaʋo ʋakafanana namabiza; saʋataȿi ʋamabiza, ndiko kumhanya kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Pakuonekwa kwavo vakafanana namabhiza; savatasvi vamabhiza, ndiko kumhanya kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Dzinotarisika samabhiza, dzichimhanya samabhiza ehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Dzinotarisika samabhiza, dzichimhanya samabhiza ehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pakuonekwa kwadzo dzakaita samabhiza; dzinomhanya samabhiza ehondo. Viz kapitola |