Online Bible

- Reklamy -




Joere 2:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mŋoto unoparadza pamberi paʋo, muraɀo unopfuta shure kwaʋo; nyika yakaita somunda weEdeni pamberi paʋo, ʋuye serenje rakaparadzwa shure kwaʋo; ɀirokwaɀo, hakuna‐wakapukunyuka kwaʋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Moto unoparadza pamberi pavo, murazvo unopfuta shure kwavo; nyika yakaita somunda weEdheni pamberi pavo, uye serenje rakaparadzwa shure kwavo; zvirokwazvo, hakuna wakapukunyuka kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Dzemberi kwacho ungati moto unororomesa. Dzeshure moto zvawo unoririma. Mberi kwadzo uku, nyika yacho ungati ibindu reEdheni; asi shure kwadzo, kwava renje zvaro raparara. Hapana chinodzipunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Dzemberi kwacho ungati moto unororomesa. Dzeshure moto zvawo unoririma. Mberi kwadzo uku, nyika yacho ungati ibindu reEdheni; asi shure kwadzo, kwava renje zvaro raparara. Hapana chinodzipunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Moto unoparadza pamberi padzo, marimi omoto ari kupisa shure kwadzo. Pamberi padzo, nyika yakafanana nebindu reEdheni, shure kwadzo kwangova gwenga risina basa, hapana chinopunyuka.

Viz kapitola kopírovat




Joere 2:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy