Joere 2:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mucadya ɀakawanda, mukaguta, mukarumbidza zita raJehova Mŋari wenyu, wakakuitirai ɀinoshamisa; ʋanhu ʋaŋgu haʋaŋgatoŋgonyadziswi nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Muchadya zvakawanda, mukarumbidza zita raJehovha Mwari wenyu, wakakuitirai zvinoshamisa; vanhu vangu havangatongonyadziswi nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Muchadya zvakawanda zvokutoguta muchirumbidza zita raTENZI, Mwari wenyu anenge akuitirai zvishamiso. Nezvo vanhu vangu havazofa vakanyadziswazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Muchadya zvakawanda zvokutoguta muchirumbidza zita raTENZI, Mwari wenyu anenge akuitirai zvishamiso. Nezvo vanhu vangu havazofa vakanyadziswazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Muchava nezvokudya zvakawanda kusvikira maguta, ipapo mucharumbidza zita raJehovha Mwari wenyu, uyo akakuitirai zvishamiso; vanhu vangu havachazonyadziswi zvakare. Viz kapitola |