Online Bible

- Reklamy -




Joere 2:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 kokerai ʋanhu, natsai ʋuŋgano, kokerai ʋakuru, ʋuŋganidzai ʋana, naʋanomna pamazamu; cikomba ŋgaciɓuɗe paimba yaco nomŋeŋga paimba yake yokuʋata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 kokerai vanhu, natsai ungano, kokerai vakuru, unganidzai vana, navanomwa pamazamu; chikomba ngachibude paimba yacho nomwenga paimba yake yokuvata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 unganidzai vanhu, chenurai gungano ravanhu unganidzai vakuru vakuru, kokorodzai vana, kunyangewo vacheche vachiri kuyamwa. Chikomba ngachisiye gota racho mwenga asiyewo nhanga yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 unganidzai vanhu, chenurai gungano ravanhu unganidzai vakuru vakuru, kokorodzai vana, kunyangewo vacheche vachiri kuyamwa. Chikomba ngachisiye gota racho mwenga asiyewo nhanga yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Unganidzai vanhu, munatse ungano iyi, unganidzai pamwe chete vakuru, unganidzai vana, vachiri kuyamwa. Vachangowanana, murume ngaabude muimba yake nomwenga muimba yake.

Viz kapitola kopírovat




Joere 2:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy