Jobho 4:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mashoko ako akatsigira wakaŋga aciʋaʋarira kuwa, Iwe wakasimbisa mabvi akaŋga acigweɗa‐gweɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mashoko ako akatsigira akanga achivavarira kuwa, Iwe wakasimbisa mabvi akanga achigweda-gweda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mashoko enyu akatsigira ainge odzadzarika mukasimbisa mabvi akarukutika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mashoko enyu akatsigira ainge odzadzarika mukasimbisa mabvi akarukutika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mashoko ako akatsigira vaya vakagumburwa; wakasimbisa mabvi akaneta. Viz kapitola |