Online Bible

- Reklamy -




Jobho 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Kana munhu akaidza kutaurirana newe, iwe ucaʋa neshuŋgu here? Asi ndiani uŋgaɀidzora, akasataura hake?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Kana munhu akaidza kutaurirana newe, iwe uchava neshungu here? Asi ndiani angazvidzora, akasataura hake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Kana mumwe munhu akava neshoko newe, iwe uchashayiwa mwoyo murefu here? Asi ndiani angarega kutaura?

Viz kapitola kopírovat




Jobho 4:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy