Jobho 3:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Zuʋa randakaɓerekwa naro ŋgariroʋe, Noʋusiku ubgo bgaʋakati: Mŋana womukomana wagamucirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Zuva randakaberekwa naro ngarirove, Nousiku uhwo hwavakati, ‘Mwana womukomana agamuchirwa.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Zuva rokuberekwa kwangu ngariparare, uye nousiku hwakanzi, ‘Kwaberekwa mwanakomana!’ Viz kapitola |