Jobho 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Satani akapindura Jehova, akati: Ganda rinotsibga neganda, ɀose ɀaanaɀo munhu uŋgaɀiisira ʋupenyu bgake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Satani akapindura Jehovha, akati, “Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Satani akapindura achiti, “Ganda neganda! Munhu achapa zvose zvaanazvo nokuda kwoupenyu hwake. Viz kapitola |